Vagara Vanovenga - Killer T
Hot property Kenako music
Oskiii di saka super nyatso checker masettings ma runnings cornaz
Ayanaya forever
Kunyangwe ukagona kunyangwe ukatadzaaa
Zvinenge zvakangofanana
Havakwanise kutenda nyangwe patinoshanda vanenge vachiti
Hapana
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga ava
Uooohh vanomirira pawatadza votauraaaa
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga ava
Uooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe
Zvimadhimoni
Pandinogona havaone mapofu
Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
Imo ruvengo irworwo rwabva nepiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motauraaaaa
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga avaa
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Vagara vanongovenga avaa
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga ava
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Ko sei vachinyanyoona zvakaipa
Munhu munhu anoona zvakaipa
Kuzvishandira handione chakaipa
Asi unoona moyo yavo ichibaikaa
Asi inga wani handinei navo
Ende futi handiraramire ivo
Mweya wekufema handikumbire kwavari
Zvandinoshaya ndinochema kunaMwaaariii
Vagara vanongovenga avaaaaa
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga avaa
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Vagara vanongovenga avaa
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga ava
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara pamwe
Zvimadhimoni
Pandinogona havaone mapofu
Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu
Ndoda kubvunza anga amutadzireiko
Irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko
Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
Kungomirira pandatadza motauraaaaa
Vagara vanongovenga ava
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga avaa
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Vagara vanongovenga avaa
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga ava
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Vagara vanongovenga avaa
Kunyangwe ukagona zvakaita seeeeeiiii
Vagara vanongovenga ava
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa
Vagara vanongovenga avaa
Vagara vanongovenga avaa
Vagara vanongovenga ava
Uoooh vanomirira pawatadza votauraaaa votauraaaa