
在手机上保存,获得更好体验
Mweya Ndisesekedze - Mambo Dhuterere
Composed by:Tuck Map
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Izvi zvakuda imi messiah munditungamirire
Kana kutumira ngirozi dzongotungamira
Ndimika gwayi guru rinotungamirira
Kana kutuma gaburona azotungamira
Bhuku randiti munodaira vanonyengeterera
Nyangwe vane mazimutoro munovatakurira
Zvino ndapfugama kukumbira munditungamirire
Ndinokumbira ngoni dzenyu dzindi tungamire
Ndipe ngoni ka ndipe ndipe mweya ndibude
Ndipe ngoni ka ndipe ndipe mweya ndibude
Cheukayi kuno messiah ndine chikumbiro
Kukumbira kunge hezekiah munobvuma here
Hezekiah uyu wanga wofa mukamu sesekedza
Zvino ndapfugama kukumbira mundi sesekedze
Baba handimbotya kufawo ini ndinotyira vana
Mukandiisa nyika dzimu ini vanga dzungaira
Handina kuramba kuuya ini kasi ndati vana
Ndikava siya dziri pwere idzi dzinga dzungaira
Mweya wangu hauzozorora ini ndikasiya vana
Nyangwe vaweko nyika dzimu uyu ungadzungaira
Saka itayi ndimbogara mamwe makumi mana
Ndigosiyawo vayaruka ava vasadzungaira
Ndinokumbira kumbogara kana makumi mana
Ndigosiyawo vayaruka ava vasadzungaira
Izvozvi kufa ndiri lazaro vanosara neyi
Ropafadza maoko angu aya vazopemberera
Vangakandiranwa sebhora paukama ndaenda
Kana kuturikwa mamhepo vozotetereka
Izvozvi nyika yakapanduka haichina rudo
Kuti ndikava siya vari vega ava vanga chekereswa
Chiitayi rudo kupwere idzi mundisesekedze
Ndozongofawo vayaruka vasa dzungaira
Mune rudo kupwere muchandisesekedza
Ndozongofawo vayaruka vasa dzungaira
Ndipe ngoni ka ndipe ndipe mweya ndibude
Ndipe ngoni ka ndipe ndipe mweya ndibude
Ndipe ngoni ka ndipe ndipe mweya ndibude
My name is Gopa nembu mati danam von
Bha nashi goca gaasi macang ung gasi mong
Nha mang owana gupan wan da manne ung
Nha mang owana gupan wan da manne ung
Bhu nanen guli une kun nanegon
Der wannen gon usare onnin gon
Bhu nanen guli une kun nanegon
Der wannen gon usare onnin gon
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mazura mizi monuda eba vanunen vejere
Nang uiva mema jimito om ovakajiri ra
Sununa vuga ma vugira muni tho bami rira
Vanu cunvira bonis jin gazi metu vanira
Dipe monita dipe yeuoh give mia nikunde
Dipe monita dipe yeuoh give mia nikunde
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze
Mweya ndisesekedze