
在手机上保存,获得更好体验
Nda Kuvara - Oliver Mtukudzi
Shevedzai mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Dana mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Ndaiti chichatevedzera vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfura
Shevedzai mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Dana mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Ndaiti chichatevedzera vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfura
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfura
Shevedzai mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Dana mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Ndaiti chichatevedzera vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Nyamba chaifuratira vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichatirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfura
Pakupingudza mombe ndakuvara
Dana mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara
Ndaiti chichatevedzera vakuru