Siya - Freeman
Lyrics by:Emegy Slyvester Chizanga
Composed by:Emegy Slyvester Chizanga
Real gallis noh tek weh freind gal
Ah dat wi nah do loyalty ah weh mi seh man
Yo hermish wahm to unnuh man trioman yu hear mi now
Siyaa
Silent killer
Siya
Madhiri akadaro gara wafushira
HK
Mount zion kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso
Definitely
Ndizvoo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song
Panenge pachitambira docta siya
Tamba neni kwete nechimoko changu siya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Ndikangozviziva takutoguma kutamba
Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba
Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba
Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama
Wanga uchidei pawamukumbira number
Ndanga ndi ndi ndi ndi
Mira kukakama seyi uchida kudya zvausina kushanda
Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana
Zvimwe zvese ungabate laptop kana phone asi pa chimoko changu relax
Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi

Hembe yangu ndinokupa ukapfeka
Asi ukabata chimoko hushamwari tocheka
Mmmm
Ndangoti ndikuudze mukuseka
Ziso rawamutarisa naro harina kujeka
Mmmm
Eh ndiri Gallis asi handitore muskana wemface wangu kwete
Kana kana kumutarisa
Hukama hwakadaro tohuvharisa
Hkay
Panenge pachitambira docta siya
Tamba neni kwete nechimoko changu siya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Mount zaion
Kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa Zisoo
Definitely
Ndizvo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song
Ndikangozviziva takutoguma kutamba
Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba
Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba
Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama
Wanga uchidei pawamukumbira number
Ndanga ndi ndi ndi ndi
Mira kukakama seyi uchida kudya zvausina kushanda
Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana
Zvimwe zvese ungabate laptop kana phone asi pa chimoko changu relax
Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi
Panenge pachitambira docta siya
Tamba neni kwete nechimoko changu siya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Panenge pachitambira docta siya
Tamba neni kwete nechimoko changu siya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva
Wazviita nekusaziva asi ndikakubata ndinongokukiya
Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume mukuchiva
Siya
Siya
Chiva
Nekusaziva
Ndinongokukiya
Ngazvigume mukuchiva