Charakupa - Alick Macheso/Orchestra Mberikwazvo
Composed by:Alick Macheso
Charakupa denga tenda iwe
Tendawo ugopiwa zvimwe
Charakupa denga tenda iwe
Tendawo ugopiwa zvimwe
Kana zvakawanda ipawo
Kune about vanoshaya uchapiwa zvimwe
Kana zvakawanda ipawo
Kune about vanoshaya uchapiwa zvimwe
Variko vangakusvibise Moyo
Rega vakadaro
Ita chete zvawakapihwa nashe
Variko vangakusvibise Moyo
Rega vakadaro
Ita chete zvawakapihwa nashe
Kukupa kuona zvauri
Une Moyo une Rudo nevamwe usadzoke shure
Kukupa kuona zvauri
Une Moyo une Rudo nevamwe usadzoke shure
Vavariro yavo ndeiyi
Kuda kumwaya tsitsi mumukaka
Moyo yavo iyo yakasviba
Vavariro yavo ndeiyi
Kuda kumwaya tsitsi mumukaka
Moyo yavo iyo yakasviba
Moyo yavo iyo yakasviba
Moyo yavo iyo yakasviba
Moyo yavo iyo yakasviba
Moyo yavo iyo yakasviba
Mwari vanoziva zvavakasikira
Magume pane chimwe bedzi chauchabuda nacho
Mwari vanoziva zvavakasikira
Magume pane chimwe bedzi chauchabuda nacho
Kana ndiri senior ndiri muimbi
Ndipi pane chiraramo changu
Nevamwe vandinobata navo
Kana ndiri senior ndiri muimbi
Ndipi pane chiraramo changu
Nevamwe vandinobata navo
Handei mberi time vanhu kudya kwenzeve
Isu hazvisi zvedu chedu hubvonga chete
Kana tabvonga togadzika vanodya vodya
Kushata kana nhapitapi vachadudzira ivo
Handei mberi time vanhu kudya kwenzeve
Isu hazvisi zvedu chedu hubvonga chete
Kana tabvonga togadzika vanodya vodya
Kushata kana nhapitapi vachadudzira ivo