Shoko Rerudo - Trevor Dongo
Written by:Trevor Dongo
Mmmmmm yeah
Tunako music
Trevor D
Ndakambofunga pamwe uri murungu
Mazuva ekutanga ndichitanga kukuona
Ganda rako kubaka nekupenya zvakanditora moyo ndizvo zvakandidana
Mhando yako hayiwanike nyore zvinoda ushingi nekumira mira ey
Kwaunobva kwacho handikuone ini ndosaka ndasarudza ndimbokuyimbira
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
Mumba menyu mumbori vangani
Ndinenge ndafunga zano rangu ini
I wanna introduce your sisters to my brothers too
Tibva tangoripenda dzinza rese
Hanzi roora wematongo
Wematongo
Tokuchinja zita wova wekwa Dongo
Wekwa Dongo
Vakawanda zvichava batabata
Nekuti pakukuda handimbo cutter cutter
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyonemoyo
It's nature to be so much in love
To be so much in love
Hazvingapikiswe kwete
Chero tichiwirirana chete
It's nature to be so much in loooove
So much in love
Hazvingapikiswe kwete
Chero tichiwirirana chete
Ooooh woo hoo ooo yeah
Yeah yeah yeah oooooooh
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
It's nature to be so much in love
Yeah
Yeah
It's nature to be so much in love
Yeah
Yeah
It's
Ooouh wiu wiu ndakukukura
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Ooouh wiu wiu ndigokuyimbira
Kuti vavakidzani vagonzwa nemoyo
Nemay kunsi kunsi kunsi nemay
Shoko rerudo kubva kutsi kwemoyo
Kede kunsi keleme
Yeah yeah
Yeah yeah
Yeah
Oh yeah
Oooohh