Zviripo zvekuti unonyura
Poshaya kana one
Anokukandirawo chiraah
Vakomana zvemujolo
Takaenda mahwani
Zvemujolo
Kana ndanyura ndinyurureiwo
Haiwa musandirega
Handisi killer
T wekuti kana ndanyurawo
Heyaa heyaa yeahh
Heyaa heyaa yeahh
Heyaa heyaa yeahh
Haaa heyaa heyaa yeahhh
Ndakambodanana nachipo
Akandinyunya naNicko
Haaa usadaro iwe chipo
These days urikupinda naniko
Mmm anyway ichi ndechemaface angu
Maboys angu nevamwe vese magoonz
Ndangoti ndikutipei kuti
Kana ndanyura ndinyurureiwo
Haiwaa musandirega
Handisi killer
T wekuti kana ndanyurawo
Heyaa heyaa yeahh
Heyaa heyaa yeahh
Heyaa heyaa yeahh
Haaa heyaa heyaa yeahhh
Zviripo zvekuti unonyura
Poshaya kana one
Anokukandira chiraah
Vakomana zvemujolo
Takaenda mahwani
Zvemujolo