Dzamutsana - Jah Prayzah
Ahhhh ahh ahh
Ahhhh ahh ahh
Kubvira kare ndichikuda
Asi baba wako vakandi zonda
Ndanga ndichiringa zvakangodaro ndai gogodza
Ndanga ndichiringa dakara mai vangu vazobvunza
Ndanga ndichiringa ndairinga nyangwe pose pawai tsika
Ndanga ndichiringa nyeredzi nyamatsatse zvayadzika
Ndanga ndichiringa dzaimira kufunga njere kurasika
Ndanga ndichiringa dakara mai vangu vazobvunza
Ndanga ndichiringa unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogachira kuti zvakakona
Zvimwe kuda rimwe zuva uchamuona
Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa dzamutsana mutsana
Dzirikungotenderera sango reUzumba dzamutsana mutsana
Ndizvo zvandakagara ndavaudza dzamutsana mutsana
Kuti ndiro ruva randasarudza dzamutsana mutsana
Inga ndochirwere chanditambudza dzamutsana mutsana
MaNondo veNondo pururudza dzamutsana mutsana
WeNondo Chihombe tanga kudzana dzamutsana mutsana
Daira ukandida ndichakuroora dzamutsana mutsana
Chinondi shungurudza ironda dzamutsana mutsana
Kuti moyo wangu dai wazorora dzamutsana mutsana
Mitoro yangu yose turuka dzamutsana mutsana
Daira ukandida ndichakurera dzamutsana mutsana
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe Chitekete
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe pamwe chete
Zuva ravira muchandiona ndava muberere
Tichitamba tichifamba tichi dzikinya muberere
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe Chitekete
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe pamwe chete
Zuva ravira muchandiona ndava muberere
Tichifamba uh ah
Shaina tiwone aah
Uchiri mhandara
Uchiri mhandara
Wosarudza karokwe eeee
Kanoti mbambamba aaii aiii
Woshaina tiwone
Woramba uchishaina
Uchiri mhandara
Woramba uchishaina
Wosarudza karokwe
Aaaaa
Kanoti mbambamba
Famba seunonyura
Shaina tiwone
Ita kakutsenga mvura
Uchiri mhandara
Ndanga ndichiringa ndaswera mujinga
Ndanga ndichiringa urimo munzira yemutsime ndichiringa
Ndanga ndichiringa pandangokuona kunzwa ropa mutsinga
Ndanga ndichiringa pawangonyemwera ndabuda ziya
Ndanga chiringa ndaswera mujinga ndanga ndichiringa
Ndanga ndichiringa ndanga ndichiringa wakasenga svinga
Ndanga ndichiringa uchienda nedhongi kuchigayo nchiringa
Ndanga ndichiringa unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogachira kuti zvakakona
Zvime kuda rimwe zuva uchamuona
Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa dzamutsana mutsana
Dzirikungotenderera sango reUzumba dzamutsana mutsana
Ndizvo zvandakagara ndavaudza dzamutsana mutsana
Kuti ndiro ruva randasarudza dzamutsana mutsana
Inga ndochirwere chanditambudza dzamutsana mutsana
MaNondo veNondo pururudza dzamutsana mutsana
WeNondo Chihombe tanga kudzana dzamutsana mutsana
Uchazongovanzwa voudzana udzana dzamutsana mutsana
Chinondi shungurudza ironda dzamutsana mutsana
Kuti moyo wangu dai wazorora dzamutsana mutsana
Mitoro yangu yose turuka dzamutsana mutsana
Daira ukandida ndichakurera dzamutsana mutsana