Ini Ndada-Nox

Ini Ndada

歌手:Nox

时间:2017-02-24

    使用手机浏览器「扫一扫」

    在手机上保存,获得更好体验

标签
猜你喜欢的歌曲
歌词

Ini Ndada - Nox

Mumwe wangu chido chemoyo

Ruva rangu mudiwa wangu

Sahwira wangu

Sahwira wangu

Shamwari yangu

Shamwari yangu

Zvese zvangu

Ndapererwa inini

Ndoita seiko seiko

Mwana uyu ndinomuda

Seiko seiko

Ndashaya kana nere muromo

Seiko seiko

Mwana uyu ndinomuda

Seiko seiko

Baby baby

Ini

Ini Ndada

Kuvanewe

Kuvanewe kusvika zvanaka

Baby baby

Ini Ndada

Kuva wako narini narini

Zuva rangu Rungwanani

Mwedzi wangu Mambakwedza

Nyeredzi yangu

Ngirozi yangu

Zvese zvangu

Ndapererwa ini

Ndoita seiko

Seiko seiko

Seiko seiko seiko seiko

Seiko seiko

Ndashaya kana neremuromo

Seiko seiko

Mwana iwe ndinokuda

Seiko seiko

Seiko seiko seiko seiko

Baby baby

Ini Ndada

Ini Ndada

Kuvanewe

Kuvanewe kusvika zvanaka

Baby baby

Ini ini Ndada

Ndada

Kuva wako kuva wako narini narini

Geigo waktu te

Baby baby

Ini

Ini Ndada

Ndada

Kuvanewe

Kuvanewe kusvika zvanaka

Baby

Ini Ndada

Ini Ndada

Kuva wako

Kuva wako narini narini

Seiko seiko

Mudiwa wangu ndati seiko

Seiko seiko

Kunyange urikure mudiwa

Seiko seiko

Baby wangu ndati seiko

Seiko seiko

Kunyange urikure

Baby baby

Ini

Ini Ndada

Ndada

Kuvanewe

Kuvanewe kusvika zvanaka

Baby baby

Ini Ndada

Kuva wako

Kuva wako narini narini

Baby baby baby

Baby baby

Ini

Ini Ndada

Ndada

Kuvanewe

Kuvawako kusvika zvanaka

Baby

Ini Ndada

Ndada

Kuvawako

Kuvawako

Narini narini

Narini narini

展开显示全部歌词