Believe-Wayne F.O.G

Believe

歌手:Wayne F.O.G

专辑:Phoenix

时间:2025-02-14

    使用手机浏览器「扫一扫」

    在手机上保存,获得更好体验

标签
歌词

Ummm believe believe

Wayne f.O.G eheka

Nezigondora rinotsika

Babe believe

Urimo muhana mukati

Mukati memoyo

Me no lie when I tell you I love you

Believe me zviri mumoyo

I don't need anybody but you

Girl me never see anybody but you

Uri ngirozi uri ruva uri rose

I love your charecter ooh

Iwe unondi itira ooo

I am in love with your character oo

Handiku chinje kunge calendar ooo

Kana ndada ndada

Ndada ndada ndada

Kana ndichinge ndada ndada

Ndada ndada ndada

Babe believa

Babe believa

Cause I really love you

When I see you moyo unoti pangu

Babe believa

I can never leave yah

Cause I really need you

Ndiwe chete urimu moyo mangu

Ndaimbira iwewe senorita

Vaye vemakuhwa vachaneta

Unondisiya ndine nyota

Yekuda rita mudiwa rita mamacita

Ndirege ndikude kusvika ndakita

I am always on the grind

Handina nguva yekucheater

Pose pandinovata ndiwe wega wandinorota

The woman of my dreams ndapota

Usandimutsa hmmm

Eyi yei yea ndiwe chiri mumoyo

Hmmm eyi yei yea ndiwe

Chirimumoyo chiri munhinga

Muridzi wema nhenga

Usaterere madinga aya

Ngirozi ine munhenga

Ndiratidze mapapiro

Matambiro mabikiro

Babe believa

Babe believa

Cause I really love you

When I see you moyo unoti pangu

Babe believa

I can never leave yah

Cause I really need you

Ndiwe chete urimu moyo mangu

展开显示全部歌词