
在手机上保存,获得更好体验
Doctor Vemagitare - Freeman
As I did
HKD
HKD
Dangerzone side
Don't side
En disen sen als
Don't together and scraed
So you
Kune vakanga vaneni kubvira pakutanga kwemagitare
Nyangwe zvinhu zvikaoma vaimira neni
Vakandida ndisati ndane zita
Saka vakutemba neni zvino vakunditi Doctor Wemagitare
Mafans ndoakandipa zita
Paye ndakati NO kutambudzika
Ndakanga ndina Shinso makazvibeliever
Iyaa-a
Doctor wemagita
Mafans ndoakandipa zita
Ndakati no kutruster munhu wenyama
Skiri yekuDangerzone side namaninja
Kubvira pakutanga pana unondipa rudo
Vanhu vachiti hamuna chipo asi mune chido
Hatina kumira takarova ngoma
Ivo vachiti mafuniz nhasi vakuti Dangerzone
Vanhu vakatamba pakarira Joina City
Vanotaurisa vakati ava wema 1 heat
Hapana kupera time ndobva ndati
Summer time ndobva vakuti mfana uya auya s**t
Saka neshungu ndakabata Squander ndikati Squander hona maArtists awanda
Atove makwikwi
Asi ndine trick yekuti tipinde ngatiimbe dancehall Doctor
Maghetto youths ndopandavasimbisa
Vakatanga kunditi Doctor wemagita
Tinenge takava leader apa ndatozova leader
HKD
Hatife Takakundika
Saka vakunditi Doctor wemagitare
Mafans ndoakandipa zita
Paye ndakati no kutambudzika
Ndakanga ndina shinso vakazvibeliever
Iyaaaa
Doctor wemagita
Mafans ndoakandipa zita
Takati no kutruster munhu wenyama
Skiri yeku Dangerzone side nemaninja
Ndakapinza skiri ndichijamuka kurambwa nebabe
Zvikanzi nema youths Doctor mava kumberi
Vanondigaira vakagaira kut ndiri musick
Zvikanzi anomboita nezvei
Ndikati Doctor westaira n Patten
Vanomhanyisa rurimi kunge