Ndoenda - Jah Prayzah/The 3rd Generation Band
Composed by:Jah Prayzah
Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga
Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera
Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo handirambe
Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo handirambe
Haiwa ndoenda Mambo
Aiwa ndoenda
Haiwa ndoenda Mambo
Aiwa ndoenda
Haiwa ndoenda Mambo
Aiwa ndoenda
Haiwa ndoenda Mambo
Aiwa ndoenda
Haiwa huya uone Baba
Aiwa ndoenda
Haiwa huya uone Mambo
Aiwa ndoenda
Haiwa huya uone Baba
Aiwa ndoenda
Haiwa huya uone Mambo
Aiwa ndoenda
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga
Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo
Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo
Haahu ihere handidi kufira muGehena
Handidi kufira muGehena

Kunyange mukatora izwi rangu Mambo
Hakuna anoramba ndimi munodzika mutemo
Kunyange mukatora mweya wandinofema