Muchandiona-Audius

Muchandiona

歌手:Audius

专辑:Day Like This

时间:2008-02-26

    使用手机浏览器「扫一扫」

    在手机上保存,获得更好体验

标签
猜你喜欢的歌曲
歌词

Muchandiona - Audius/Tegan Rogers

Inga wani mwana akataura

Kana chikoro chapera ndakura

Amai kure kure kwendichaenda

Muchandiona muchandiona

Ingawani baba vakatambura

Zuva nezuva vachititakura titakura

Amai muchitsvaga chekupakura

Muchandiona muchandiona

Zvangu zvendinogona zvandidaidza

Kubatanidza zvemakandifundisa fundisa

Nezvipo zvekudenga chaendaowna machaendaowna

Haiwa kuchema musacheme sacheme haiwa kudzidza hakuperi

Kana ndadzoka Muchandiona

Hay aah langallial langal liku kumbu

Lamtamniyam nami uinya koikaiya

Zuva racho ndiroro rinopeya kwese kwese

Kana radoka musandityire

Hay aah

Kune vamwe vari kuno vari kuno

Ndichadzoka kuZimbabwe kuZimbabwe

Kana ndapedza Muchandiona

Ndiri ndega

Ndiri ndega

Ndiri ndega ndega zvangu kuno

Ndiri ndega

Ndiri ndega

Ndiri ndega ndega zvangu kuno

Vaigara vachiti ndinoshereketa

Kushamwaridzana ne vane misikanzwa sikanzwa

Nhasi kamwana kaye kazokura

Muchandiona muchandiona

Amai muchafamba nezimota nezimota

Kubva Mazoe kusvika Mutoko tolaka jony

Hay aah ajaguoni ajagumunai

Haiwa kuchema musacheme yumuka haiwa kudzidza hakuperi

Beahna

Muchandiona muchandiona

Hay aah langallial langal liku kumbu

Lamtamniyam nami uinya koikaiya

Zuva racho ndiroro ndiroro rinopeya kwese kwese kwese kwese

Kana radoka musandityire

Hay ayy

Kune vamwe vari kuno

Ndichadzoka kuZimbabwe

Kana ndapedza Muchandiona

Ndiri ndega ndega

Ndiri ndega ndega

Ndiri ndega ndega zvangu kuno

Ndiri ndega ndega

Ndiri ndega ndega

Ndiri ndega ndega zvangu kuno

Varidzi variko variko vaichema vaichema

Vachiendesa mwana kuchikoro

Varidzi variko variko vaichema vaichema

Achien mwana maju vachungai

Zuva racho ndiroro rinopeya kwese kwese

Kana radoka musandityire

Varips aiary

Kune vamwe vari kuno

Ndichadzoka kuZimbabwe kuZimbabwe

Kana ndapedza Muchandiona

Zuva racho ndiroro ndiroro rinopeya kwese kwese kwese kwese

Kana radoka musandityire

Ay ay

Kune vamwe vari kuno vari kuno

Ndichadzoka kuZimbabwe kuZimbabwe

Kana ndapedza Muchandiona

Ndiri ndega

Ndiri ndega

Ndiri ndega ndega zvangu kuno

Jani siriya

Ndiri ndega

Ndiri ndega

Ndiri ndega ndega zvangu kuno

Varicindaiku variku varichina varichina

Kawase duniya manakuchinmu

Bainja daritu kawusa

展开显示全部歌词